Skip to main content

Zvimisikidzo Zve Marketing Mubasa Rezvemimhanzi




1. Kusvipatsanura (
Branding) 

Unofanirwa kuzvipatsanura kuti vatereri vagone kukuziva pachako wega nemaitiro ako wega. Unogona kuzikanwa semuimbi anoyimba kushungurudzika kwevarume. Vese varume vanoshungurudzika vachanzwa kufara pese paunoimba. Uyewo nevaya vane hama irikushungurudzwa vachafarirawo mimhanzi yako nekuti vanofunga hama iya inoshungurudzika. 


Humhizha (Creativity) 

Kuimba kwako kunofanirwa kurakidza hudzamu uye humhizha hwako wega. Munhu akanzwa mhanzi yako haafanirwe kuyifananidza neyevamwe uye yawakamboridza. Kune vamwe vanoimba vachitedzerera vamwe vaimbi, hauzomborega kugara wakayenzwaniswa neuya waunotedzera 


Zvido Zvevanhu (Satisfy Needs)

Basa remuimbi kufadza vanhu ndiko kuti uwane vanotenga. Panotori netsvakurudzo dzaunofanira kuita kuti vanhu varikudeyi mazuva ano. Pane chimbo chakapedza makore andinofungira kuita kunge Mana 4 chichitambwa. Chaive chimbo chava Patrick Mukwamba chinonzi Bonus. Kareko vanhu vayishanda mu industry nemumabasa akasiyana siyana. Ikozvino zvasiyana neyavava kuti hustle yakabva mukuzvisimudzira kwevatema. Vamwe vakuita zvekurima vamwe vave vazvina zvitoro saka bonus yava yevashoma uye hayichina mukurumbira. 


Kushambadza (Advertising) 

Kugona kusvikira vanhu kunofana kana uchiteya mbeva, haumboyende kunoteya paruware kunyangwe ukagona kuteya zvemhando yepamusoro seyi. Mbeva unoteya padzinotambira hapatombonetsi kuona nekuda kwemitsimba yadzo. Ukachengeta mumbudu kana muhozi basa rako harina anoriziva. Kuti uwane mukurumbira kana chouviri hunge basa rasvika kuvanhu. Mazuva ano kwava me Social Media ndizvo zvaitawo mukurumbira nekuda kwe Technology kune nzira zhinji dzekusvika kuvanhu dzimwe dzinotangira pamhuri yako chaiyo yawakabetekerwa. Wanawo muwechete anofadzwa nebasa rako. Pamwe unoitawo kambo uchimurumbidza zvototangirawo ipapo.

Comments

Popular posts from this blog

The Power of Family Influence

  Written by Fred Farai Nyakudanga The African proverb "charity begins at home" takes on a deeper meaning when we consider the profound impact of family on our lives. As I reflect on my own experiences, I realize that the values, beliefs, and behaviors we learn from our families shape us in ways that are both visible and invisible.   As a former restaurant manager, I noticed that people's behavior in public spaces was often a reflection of their home environment. Some patrons would leave the toilet spotless, while others would leave it in disarray. The effort we put into maintaining hygiene in our kitchens is often mirrored in our public behavior. This observation led me to realize that our family's influence extends far beyond our childhood years.   Our parents' behavior, expectations, and values are imprinted on us from a young age. We mimic their actions, adopt their beliefs, and internalize their criticisms. As we grow older, we begin to make choic...

Resilience: The Key to Navigating Life's Challenges

  Written by Fred Farai Nyakudanga (FFF)   Life's no paradise – resources are scarce, competition's tough, and adversity's constant. But it's how we respond that defines us. Resilience is the ability to bounce back, to sweep away trouble and hold firm to gains. I once had a business in my 20s that did well in the short run, but when I sought support from a wealthy relative to expand, I was labelled lazy. I fought back, true to their word I became unpopular. Later, I realised people look at what you've achieved, not what you promise. I refocused, sought trusted support, and bounced back – refuting allegations of laziness. Each challenge's a battle; each win builds confidence. You don't start winning big battles, but small wins accumulate. Employers seek elasticity; vision falls on resilient people. As I was ridiculed and falsely accused, I gained favour with people in good time. Adversity may conquer, but bouncing back is resilience. Life's short. Elastic...

Unavailability Of An Official Music Distribution System Depriving Upcoming Musicians.

Written by Fred Farai Nyakudanga FFF   Music is important to our lives, I personally would not function well if all the music in the world is quietened. Actually it’s naturally impossible to stop all music playing. Have you ever walked into a thick forest alone. An unknown bird will volunteer to entertain you. Maybe the ability to choose the music you prefer is what can be affected but otherwise music will always play,  no one can ever stop music. Singers and musicians get inspired by a lot of societal happenings, with the intention to inform, tell a story and entertain musicians reveal complicated issues that are not easily communicable in public. They make songs out of unpalatable subjects and mitigate their effects to the society in the process.  Oliver Mtukudzi sang Tozeza Baba. The song is a narration of children’s perception of their abusive father who beats up their mother. The children express how this vacuums out their happiness. Weather the song has been played ...