Skip to main content

Doubles Wochemera Munda Usatiwamborimwa – Gombo

 





Pasi pasati parohwa nenyundo, Tsuro uchanetsana na sekuru wake Gudo munhaurwa zhinji dzangova ngano. Pamusha payiti pakazvarwa mwanakomana Baba vemwana uyu vaibva vatobatira Gombo rekuti mwana wavo azovakirapo iye nemhuri yake. Zvino kuuya kwakazoita vachena nekuzvitonga zvizere koita vatema minda yave kutengeswa.


Doubles Wekwa Marange uyo akazvarwa achidanwa kuti Decide Razerera mudunhu rinozikanwa nekuti Bocha anouya nenziyo yake. Gombo chimbo chinouya nekudzidzisa uye kuvaraidza uchinge uri parwendo hako wakananga kumarimuka. Nziyo iyi yakanyatso batanidzwa nemusambo wemazuva ano zvekuti unobva wanyatofarira kuterera mashoko anoita seanonyangira dudziro yavo. 


Doubles unochema chema kuti gombo nderake nekuti unoridiridzira uye anorisakurira. Chokwadi mwanu uya wekuti gengezha mukombe hazvienzane neasina Doubles arikuuramba. Vamwe vanoti chitsaru kune umwe chitsva kune umwe. Doubles ati iye anoda chiri chitsva chitsaro bodo. 


Hudzamu munyaya iyi hwasvasvamhira kumagariro oyita munhu mutema nhasi, kurasika kwaita tsika dzedu. ZPasi pasati parohwa nenyundo, Tsuro uchanetsana na sekuru wake Gudo munhaurwa zhinji dzangova ngano. Pamusha payiti pakazvarwa mwanakomana Baba vemwana uyu vaibva vatobatira Gombo rekuti mwana wavo azovakirapo iye nemhuri yake. Zvino kuuya kwakazoita vachena nekuzvitonga zvizere koita vatema minda yave kutengeswa.


Doubles Wekwa Marange uyo akazvarwa achidanwa kuti Decide Razerera mudunhu rinozikanwa nekuti Bocha anouya nenziyo yake. Gombo chimbo chinouya nekudzidzisa uye kuvaraidza uchinge uri parwendo hako wakananga kumarimuka. Nziyo iyi yakanyatso batanidzwa nemusambo wemazuva ano zvekuti unobva wanyatofarira kuterera mashoko anoita seanonyangira dudziro yavo. 


Doubles unochema chema kuti gombo nderake nekuti unoridiridzira uye anorisakurira. Chokwadi mwanu uya wekuti gengezha mukombe hazvienzane neasina Doubles arikuuramba. Vamwe vanoti chitsaru kune umwe chitsva kune umwe. Doubles ati iye anoda chiri chitsva chitsaro bodo. Kuchawanikwa Gombo munyika yaani, munda usina ati amboti badza go kutema. Chokwadi minda yose yangorizhwa hapachina kana nebvute rekuwanda zuva.


Kuvawo nechako chitsva chisina anokudadira kana kukudzikisira achiti ndakabva neko kwakangonaka. Nyaya iyi ndirikuona ichinetsa kuvana kadzi. Vazhinji vava kuremekedza kodzero dzavo ivo asi vasingatarisewo hudzamu hwekwavachazono misa misha, vangofanana nenyuchi dzinozvimwira huchi hwadzo. Mwanakadzi akaita rukudzo chokwadi vemhuri kana venharaunda vanomira naye. Humbimbindoga hwatiparadzira misha mizhinji. Mwanasikana ivawo gombo iro rachemedza mujaya we Bocha, Doubles Wekwa Marange. Ndinovimba Jaya iri rave Kuda kuwana, asi regai ndisafungire mazuva haana gava mwedzi anosvika chete.


Mufunge ndaitarisira hunhu hwakanaka kubva kumwana sikana oga, asi ndakazodzidza kuti mwanakomana anodawo kuva nehunhu. Ungava saimba akaita seyi kana usingagone kuzvibata. Haungaite sechibhorani chinogijwa chero ne Chembere dzine nyota. Chokwadi haungaite semudhuri we chikoro unoguzirwa chero nembudzi. Munhurume ivawo nechiremerera uvewo gombo remudikani wako.




Uyu mujaya anonzi Doubles akavamba kuimba achifadza mhuri ye Zimbabwe mugore ra 2010 munzvimbo ye Kwekwe. Kubva ipapa akabva angorungamisa nziyo madambarefu kusvika nhasi. Doubles anoimba musambo wese chero zvichibudisa mhanzi, asi nziyo dzake zhinji dzakarekera kune vanamazvikokota vanodevedza kuti Afro Pop uye Reggae kana  Dancehall.


Kuti uwane nziyo ya Doubles itsva iyi mubateyi pambozha nhare yake nekubaya link iripakaperera nyaya ino.


https://wa.me/263773183890




Comments

  1. Woooow.... Munyori anogonesa uyuu

    ReplyDelete
  2. ❤️❤️❤️❤️❤️🙏

    ReplyDelete

Post a Comment

Popular posts from this blog

Resilience: The Key to Navigating Life's Challenges

  Written by Fred Farai Nyakudanga (FFF)   Life's no paradise – resources are scarce, competition's tough, and adversity's constant. But it's how we respond that defines us. Resilience is the ability to bounce back, to sweep away trouble and hold firm to gains. I once had a business in my 20s that did well in the short run, but when I sought support from a wealthy relative to expand, I was labelled lazy. I fought back, true to their word I became unpopular. Later, I realised people look at what you've achieved, not what you promise. I refocused, sought trusted support, and bounced back – refuting allegations of laziness. Each challenge's a battle; each win builds confidence. You don't start winning big battles, but small wins accumulate. Employers seek elasticity; vision falls on resilient people. As I was ridiculed and falsely accused, I gained favour with people in good time. Adversity may conquer, but bouncing back is resilience. Life's short. Elastic...

The Power of Family Influence

  Written by Fred Farai Nyakudanga The African proverb "charity begins at home" takes on a deeper meaning when we consider the profound impact of family on our lives. As I reflect on my own experiences, I realize that the values, beliefs, and behaviors we learn from our families shape us in ways that are both visible and invisible.   As a former restaurant manager, I noticed that people's behavior in public spaces was often a reflection of their home environment. Some patrons would leave the toilet spotless, while others would leave it in disarray. The effort we put into maintaining hygiene in our kitchens is often mirrored in our public behavior. This observation led me to realize that our family's influence extends far beyond our childhood years.   Our parents' behavior, expectations, and values are imprinted on us from a young age. We mimic their actions, adopt their beliefs, and internalize their criticisms. As we grow older, we begin to make choic...

Guiltiness Makes You The Weaker

  Written by Fred Farai Nyakudanga When you are guilty, you become weaker than the one you wronged. This is because guilt can lead to feelings of vulnerability, defensiveness, and anxiety, ultimately eroding your confidence and power in relationships. Avoid being on the wrong side of expectations. When you fail to meet expectations, whether intentionally or unintentionally, you can damage trust and credibility. This can lead to feelings of resentment and anger from others. Do not raise hopes that you will comply. Being transparent and honest about your intentions and capabilities is crucial. Avoid making promises or commitments that you may not be able to keep, as this can lead to disappointment and mistrust. It’s good to be open during deliberations. Open and honest communication is essential in any relationship or negotiation. Being transparent about your thoughts, feelings, and intentions can help build trust and foster constructive dialogue. Key principles to uphold: 1. Be firm...