1. Kugona kusvikira vanhu Kana uchiteya mbeva haumboyende kunoteya paruware kunyangwe ukagona kuteya zvemhando yepamusoro seyi. Mbeva unoteya padzinotambira unotoona
2. Kugadzira Zvinokutsaura kubva kune vamwe Muchirungu tinoti branding, ndopa muyenzaniso wemusambo waunoridza, zvipfeko zvemuyimbi pa stage uye mifananidzo yaunoshandisa pama cover ema CD ako ma Logo kunyangwe ne font chaiyo. Pakati Coca Cola hapana anokwanisa kushandisa asi nekuda kwe yavanoti trademark
Comments
Post a Comment